Kuda

Kuda (kureva to love; loving) kana -da, zano rekuda inogona kuongororwa kubva kumaonero akawanda. Munhangande dzakasiyana dzepasirese kuda kunganzi kwakafanana ne unzwiro hwatinoti kupanga, kunogona kudzidzwa nesainzi nenzira ye ruambandanga kana ruambanzanga. Kuda kunoongororwa zve muupanganhundu sechirungwa[C 1] chakakosha pakutsigira nekukurudzira nzanga dzeuchinyambiru[C 2] dzakarongwa pazvidzidzo zve ukoshoro[C 3]. Muimwe nzira kuda kunogona kufundwa sezvisiri-zvinjee, zvehunzimu[C 4], nzira ye umorali[C 5] kana chinamato, senge Ubhudha, Ukristu, Uyisalama kana Ujudha.

Kuda kwakasiyana kunidha, asi Shona hayina izwi rinosiyanisa mashoko aya. Pakunyora vamwe vanoti chipangwa, kudinga kana kudisa se kuti "to need".

Shoko rokuti kuda rinowanzo shandiswawo zve pakumirira kudaka.
Bosho rekududza: <ref> tags exist for a group named "C", but no corresponding <references group="C"/> tag was found


© MMXXIII Rich X Search. We shall prevail. All rights reserved. Rich X Search